[LYRICS] Joyfull Praise Choir – Moyo Wangu

“Moyo Wangu Lyrics BY Joyfull Praise Choir”

Nyange ndiri mutadzi
(Although I may be labelled a sinner)
Asi Jesu wakandishandura
(Yet Jesus transformed me)
Nhasi ndiri pano
(Am who i am today, [because of Jesus sic]) .
Nyange ndichitambudzika
(Although I may experience hardships in life)
asi Jesu wakandishandura
(But Jesus transformed me)
nhasi ndiri pano
(Am still standing today) .

[Bridge] Moyo wangu uzere nemufaro
(My herat is full of joy)
heya heya
(Heya Heya)
ndinosimudza maoko angu ndichirumbidza x2
(I lift my hands, in praise [to you Lord sic])
Muri Ishe wangu ndichakunamatai
(You are my Lord I will worship you) .

ALSO READ:  [LYRICS] Vincent Ssegawa - Sappule

[Chorus] Moyo wangu uzere nemufaro
(My heart is full of joy)
heya heya
ndinosimudza maoko angu ndichirumbidza x2
Muri Ishe wangu ndichakunamatai .
Ndinotenda moyo wangu (Back to chorus)
(My heart is full of gratitude)

SUBMIT OR CORRECT LYRICS